1
Johwani 20:21-22
KoreKore Bible Translation
KBT
Pakare Jesu adoti kwavari, “Runyararo mbarive nemi. Sekutumiwa kwandidoitiwa naBaba naininiwo ndinokutumai.” Futi paadonyaira zvakarezvi, adovafuridzira, ndokuti kwavari, “Tambirai Mweya Mutsvene.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Johwani 20:29
Jesu adoti kwaari, “Watenda ndava wandiona? Vadoropafadziwa vasinai kuona asi vachitenda.”
3
Johwani 20:27-28
Manje adodzoti kuna Thomasi, “Isa kakumo kako apa, uone maoko yangu futi, utambanudze ruoko rako, uriise parutivi pangu, reka kutsakidza, asi tenda.” Thomasi adomupindura achiti, “Ishe wangu naMwari wangu!”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo