Pakare Jesu adoti kwavari, “Runyararo mbarive nemi. Sekutumiwa kwandidoitiwa naBaba naininiwo ndinokutumai.” Futi paadonyaira zvakarezvi, adovafuridzira, ndokuti kwavari, “Tambirai Mweya Mutsvene.
Verenga chikamu Johwani 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johwani 20:21-22
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo