1
Johwani 17:17
KoreKore Bible Translation
KBT
Vaitei vatsvene muchokwadi shoko renyu ndiro chokwadi.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Johwani 17:3
Futi uhu ndihwo upenyu husingapere, kuti vakuzivei imimi Mwari wega wochokwadi, naJesu Khirisitu wamudotuma.
3
Johwani 17:20-21
“Handinamatire vakareva chete, asi noavo vanotendawo kwandiri kuburikidza noshoko ravo, kuti vese vave mubodzi, kunge imipa, Baba muri mandiri, nainini ndiri mamuri. Ndinonamatira kuti vavewo matiri, kuitira kuti nyika itende kuti mudondituma.
4
Johwani 17:15
Ndinonamataba kuti muvabiritse panyika, asi kuti muvachengete kubva kuno uyo adoipa.
5
Johwani 17:22-23
Kubhwinya kwamudondipasa ndidovapasa, kuti vave mubodzi kunge isisu tiri mubodzi, inini ndiri mavari futi imimi muri mandiri, kuti vanatse kuita mubodzi, kuitira kuti nyika izive kuti mudondituma futi kuti mudovada zvidofanana nokundida kwamudoita.”
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo