Johani 17:15
Johani 17:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17Johani 17:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munyengetero wangu hausi wokuti muvabvise panyika asi kuti muvadzivirire pane akaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17Johani 17:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Handinyengeteri kuti muvabvise panyika, asi kuti muvachengete panowakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17Johani 17:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17