1
Hosiya 5:15
Shona BIBLE
SUB
“Ndichaenda ndichidzokera kunzvimbo yangu, kusvikira vatenda kutadza kwavo, vakatsvaka chiso changu; pakutambudzika kwavo vachanditsvaka nomwoyo wose.”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Hosiya 5:4
“Zvavakaita hazvivatenderi kudzokera kuna Mwari wavo; nokuti mweya wokufeva uri mukati mavo, havazivi Jehovha.