Hosea 5:4
Hosea 5:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Zviito zvavo hazvivatenderi kudzokera kuna Mwari wavo. Mweya woufeve uri mumwoyo yavo; havazivi Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 5Hosea 5:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Zvavakaita hazvivatenderi kudzokera kuna Mwari wavo; nokuti mweya wokufeva uri mukati mavo, havazivi Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 5Hosea 5:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Twavanoita twava kuvatadzisa kudzokera kuna Mwari wavo nokuti mweya woufeve uyu uri mavari, uye havazivi Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Hosea 5