1
Hosiya 10:12
Shona BIBLE
SUB
Zvidyarirei mukururama, mugocheka zvorudo; undai makombo enyu, nokuti inguva yokutsvaka Jehovha, kusvikira achiuya achikunisirai zvakarurama.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Hosiya 10:13
Makarima zvakashata, makacheka zvakaipa, makadya zvibereko zvenhema, nokuti makanga muchivimba nenzira yenyu, uye nokuwanda kwemhare dzenyu.