Zvino Mosesi akati kuvana VaIsiraeri, “Tarirai, Jehovha akadana nezita rake Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, akamuzadza noMweya waMwari kuti ave nokuchenjera, nokunzwisisa, nokuziva kwose, nokugona marudzi ose amabasa