Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 35:30-31

Ekisodho 35:30-31 SUB

Zvino Mosesi akati kuvana VaIsiraeri, “Tarirai, Jehovha akadana nezita rake Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, akamuzadza noMweya waMwari kuti ave nokuchenjera, nokunzwisisa, nokuziva kwose, nokugona marudzi ose amabasa

Verenga chikamu Ekisodho 35