1
Mabasa aVapostori 17:27
Shona BIBLE
SUB
kuti vatsvake Mwari, zvimwe vamutsvangadzire, vamuwane, kunyangwe asiri kure nomumwe nomumwe wedu.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mabasa aVapostori 17:26
akaita marudzi ose avanhu, achibva kuno mumwechete, kuti agare pose panyika; ambotara nguva dzavakatemerwa, nemiganhu yokugara kwavo
3
Mabasa aVapostori 17:24
Mwari akasika nyika nezvose zviri mairi, iye Tenzi wedenga napasi, haagari mutemberi dzakaitwa namaoko.
4
Mabasa aVapostori 17:31
Nokuti akatara zuva, raachatonga nyika naro nokururama, nomurume waakagadza; akasimbisa shoko iro kuna vose, pakumumutsa kuvakafa.”
5
Mabasa aVapostori 17:29
“Zvatiri rudzi rwaMwari, hatifaniri kuti uMwari hwakafanana nendarama, kana sirivha, kana ibwe, zvakavezwa noumhizha kana nokuchenjera kwomunhu.