Mabasa 17:31
Mabasa 17:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti akatara zuva raachatonga nyika nokururamisira nomurume waakagadza. Akaratidza izvi kuvanhu vose nokumumutsa kubva kuvakafa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti akatara zuva, raachatonga nyika naro nokururama, nomurume waakagadza; akasimbisa shoko iro kuna vose, pakumumutsa kuvakafa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17Mabasa 17:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
pamusana pokuti akatema zuva raachatonga pasi pose noruenzaniso uye nokumunhu waakasarudza. Izvi zvakasimbisiswa kuna vanhu vose nokumumutswa kwaakaita kuvakafa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 17