1
Hosea 10:12
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
‘Zvidyirirei ururami mukohwe mwoyochena bandirai minda yenyu yakararira nokuti ino ndiyo nguva yokutsvaka Tenzi kuti auye kuzonayisa ruponeso pamuri.’
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Hosea 10:13
Makarima uipi mukakohwa zvisina ruenzaniso, makadya muchero wenhema. Pamusana pokuti makavimba nengoro dzenyu dzehondo nokuwanda kwavarwi venyu vehondo
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo