1
2 Madzimambo 7:1
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Erisha akati, “Inzwai shoko raJehovha, Zvanzi naJehovha, ‘Mangwana nenguva ino, chiyero chimwe choupfu hwakatsetseka chichatengeswa neshekeri rimwe, nezviyero zviviri zvebhari neshekeri rimwe pasuo reSamaria.’ ”
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
2 Madzimambo 7:3
Zvino kwakanga kuna varume vana vaiva namaperembudzi kunze kwesuo; ivo vakataurirana, vakati, “Tinogarireiko pano kusvikira tafa?
3
2 Madzimambo 7:2
Zvino mukuru uyo, mambo waakanga akasendama paruoko rwake, akapindura munhu waMwari, akati, “Tarirai, kunyange Jehovha akaita mawindo kudenga, chinhu ichi chingaitika here?” Erisha akati, “Tarira, uchazviona nameso ako, asi haungazvidyi.”