2 Madzimambo 7:1
2 Madzimambo 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi Erisha akati, “Inzwai shoko raJehovha. Zvanzi naJehovha: Nenguva yakaita seino mangwana, seya roupfu hwakatsetseka richatengeswa neshekeri rimwe uye maseya maviri ebhari neshekeri pasuo reSamaria.”
2 Madzimambo 7:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Erisha akati, “Inzwai shoko raJehovha, Zvanzi naJehovha, ‘Mangwana nenguva ino, chiyero chimwe choupfu hwakatsetseka chichatengeswa neshekeri rimwe, nezviyero zviviri zvebhari neshekeri rimwe pasuo reSamaria.’ ”
2 Madzimambo 7:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi Erisha akati, “Inzwai zvinotaurwa naTenzi; zvanzi naTenzi, mangwana nenguva idzo dzino idzi, upfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa hunorema makirogiramu matatu huchazenge hwava kutengeswa mari imwechete yesirivha uyewo bhari inorema makirogiramu matanhatu yotengeswa mariwo imwechete yesirivha kusuo guru reSamaria.”
2 Madzimambo 7:1 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Erisha akati: Inzwai shoko raJehova: Ɀanzi naJehova: Maŋgwana neŋguʋa ino, ciyero cimŋe coʋupfu bgakatsetseka cicateŋgeswa neshekeri rimŋe, neɀiyero ɀiʋiri ɀebari neshekeri rimŋe pasuʋo reSamaria.
2 Madzimambo 7:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)