Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaFiripi 2:7

Kushevedzwa kuUtungamiri hweKushandira Vanhu
5 Mazuva
Takadanwa kuti titungamirire sezvakaita Jesu. Hutungamiri hunotanga nemunhu, kwete chinzvimbo, uye chinangwa cheutungamiri ndechekufambisa vanhu vaMwari muzvinangwa zvake. Chimwe nechimwe chezviverengero zvezuva nezuva izvi chichakubatsira iwe kuisa hwaro hwakasimba mumamiriro ako ehutungamiriri, ichikuyeuchidza kuti iwe usati wave mutungamiri uri muranda, uye usati wave muranda uri mwana anodiwa waMwari.

Maitiro
Mazuva Manomwe
Kuve nemaitiro akafanira pane zvose zvinogona kuuya nekakunetsa.Chirongwa ichi chemazuva manomwe chichakupakurira kuti Bhaibheri rinoona sei nyaya iyi,nechikamu chipfupi chekuverenga pazuva.Verenga chikamu,nyatsotora nguva yekuti uzvitarisise iwe wakatendeseka,wobva wabvumidza Mwari kuti vataure mumamiriro ako.Muchida zvimwe zvinyorwa,tarisai pa finds.life.church