Mavambo 3:1

Mavambo 3:1 SCLB

Zvino nyoka yakanga yakasvinuka kupinda mhuka dzesango dzose dzakasikwa naMwari Tenzi. Nyoka yakati kumukadzi, “Ko ndizvo here kuti Mwari akati, ‘Regai kudya michero yemiti yose yomubindu muno?’ ”

Video voor Mavambo 3:1

Gratis leesplannen en overdenkingen die te maken hebben met Mavambo 3:1