Mavambo 43:30
Mavambo 43:30 SCLBC
Pakarepo Josefi akanzwa mwoyo wake kurwadza pamusoro pomunun'una wake, akabva akurumidza kupinda mumba yomukati kundosvimha misodziari imomo.