Mavambo 22:9

Mavambo 22:9 SCLBC

Vakasvika panzvimbo yavakanga vataurirwa naMwari. Abhurahamu akavaka atari ipapo. Akanyatsoronga huni, akasunga Isaki mwanakomana wake akamuradzika paatari, pamusoro pehuni.

Mavambo 22 पढ्नुहोस्