Kubuda 28:4

Kubuda 28:4 SCLBC

Hanzu dzavachagadzira ndedzidzi: nyembe yapadundundu nehanzu yeefodhi negemenzi nehanzu yakarukwa inenge yoda kusvika mumabvi, ina mavara mavara, nengundu nomundya. Ngavasonere mukoma wako Aroni, navana vake vakomana hanzu idzodzi dzinoera kuti vandishandire basa roupristi.

Kubuda 28 पढ्नुहोस्