YouVersion लोगो
बाइबलभक्त्ति पाठहरूभिडियोहरू
एप डाउनलोड गर्नुहोस्
भाषा चयनकर्ता
खोज आइकन

बाट लोकप्रिय बाइबल पदहरू {{chapter}}

1

Mavambo 14:20

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Ngaakudzwe Mwari Wokumusorosoro, akaisa vavengi venyu mumaoko enyu.” Abhuramu akabvisa chegumi chezvinhu zvose zvaakanga adzoka nazvo, akapa kuna Merekizedheki.

तुलना

अन्वेषण गर्नुहोस् Mavambo 14:20

2

Mavambo 14:18-19

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Merekizedhekiwo mambo weSaremu aiva mupristi waMwari Wokumusorosoro akauyawo nechingwa newaini kuna Abhuramu. Akamukomborera achiti; “Mwari Wokumusorosoro, Musiki wedenga napasi, ngaakomborere Abhuramu.

तुलना

अन्वेषण गर्नुहोस् Mavambo 14:18-19

3

Mavambo 14:22-23

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Asi Abhuramu akapindura mambo weSodhomu achiti, “Ndakapika naTenzi Mwari Wokumusorosoro ndichiti, ‘Pazvinhu zvenyu zvose handidi kutora kana chinhu zvacho, kunyange kashinda kana tambo zvayo yeshangu kuti murege kuzondikonora muchiti, ndini ndakatopfumisa Abhuramu.’

तुलना

अन्वेषण गर्नुहोस् Mavambo 14:22-23

अघिल्लो अध्याय
अर्को अध्याय
YouVersion

तपाईलाई हरेक दिन परमेश्‍वर सँग आत्मीयता खोज्न प्रोत्साहन र चुनौती दिँदै।

मन्त्रालय

बारेमा

करियरहरू

स्वयंसेवक

ब्लग

प्रेस

उपयोगी लिङ्कहरू

सहयोग गर्नुहोस

आर्थिक सहयोग गर्नुहोस

बाइबल संस्करणहरू

अडियो बाइबलहरू

बाइबल भाषाहरू

आजको बाइबल पद


डिजिटल सेवाकार्यमा

Life.Church
नेपाली भाषा

©2026 Life Church/ YouVersion

गोपनीयता नीतिसर्तहरू
जोखिम प्रकटीकरण कार्यक्रम
फेसबुकट्विटरInstagramयुट्युबपिन्तेरेस्ट