1
Mavambo 30:22
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Mwari akarangarirawo Rakeri. Mwari akanzwa munamato wake ndokubva amupawo mbereko.
비교
Mavambo 30:22 살펴보기
2
Mavambo 30:24
Akamutumidza zita rokuti Josefi achiti, “Dai Tenzi akandipazve mumwe mwana mukomana!”
Mavambo 30:24 살펴보기
3
Mavambo 30:23
Rakeri akava napamuviri akabereka mwana mukomana akati, “Mwari abvisa kuzvidzwa kwangu.”
Mavambo 30:23 살펴보기