1
Mavambo 29:20
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Saka Jakobho akashanda makore manomwe achiitira Rakeri ugariri. Pamusana pokuti aimuda, Jakobho akaona makore acho semazuva mashomanana.
비교
Mavambo 29:20 살펴보기
2
Mavambo 29:31
Tenzi akaona kuti Rea aivengwa ndokubva amupa mbereko, asi Rakeri akanga asina mbereko.
Mavambo 29:31 살펴보기