YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Mavambo 27 - 인기 성경 구절

1

Mavambo 27:28-29

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Mwari ngaakuunzire dova rokudenga, ngaanyatsokurisa zvirimwa zvako, akupe mbesanwa dzakawanda newaini. Ndudzi dzose ngadzikushandire, marudzi ose avanhu akugwadamire uve mutongi wehama dzako, vana vaamai vako vakuombere. Vanenge vati uwirwe norushambwa, rushambwa ngaruwire ivo, vakomborerwewo vanoti iwe ukomborerwe.”

비교

Mavambo 27:28-29 살펴보기

2

Mavambo 27:36

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Esau akati, “Handiti vakagona vakamutumidza zita rokuti Jakobho nokuti anditorera nzvimbo yangu ruviri rwese. Akanditorera udangwe hwangu, zvino hoyo watora chikomborero changu.” Akatizve, “Ko hamuna kundisiyirawo here chimwe chikomborero?”

비교

Mavambo 27:36 살펴보기

3

Mavambo 27:39-40

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Baba vake Isaki ndokuti, “Musha wako uchava kure noupfumi hwenyika, uri kure kure nedova rinobva kumusoro kudenga. Zvokubatirana mapfumo navamwe vako, ndohuchagara huri upenyu hwako. Uchava muranda womunun'una wako. Asi paanongokuti tupfunu chete uchatyora joko rake pamutsipa wako.”

비교

Mavambo 27:39-40 살펴보기

4

Mavambo 27:38

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Esau ndokupindura baba vake achiti, “Nhai baba, ko munongova nechikomborero chimwechete chete here? Baba neniwo ndipeiwo chikomborero!” Esau akabva achema zvinosiririsa.

비교

Mavambo 27:38 살펴보기

Mavambo 27: 관련 무료 묵상 계획

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트