YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Mavambo 26 - 인기 성경 구절

1

Mavambo 26:3

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Chimbogara zvako munyika ino. Ini ndichava newe. Ndichakukomborera. Ndichakupa nyika idzi dzose iwe navana vako. Ndichaita zviya zvandakapika kuna Abhurahamu, baba vako.

비교

Mavambo 26:3 살펴보기

2

Mavambo 26:4-5

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Ndichaita kuti vana vako vawande senyenyedzi dzedenga. Ndichavapa nyika idzi dzose. Vana vako vachawanisawo ndudzi dzose dzavanhu vapasi pano makomborero, nokuti Abhurahamu aiteerera zvandaireva, aiita zvose zvandaimutemera kuita achitevedza zvirongwa zvangu, achichengetawo mirao yangu nokuteerera mitemo yangu.”

비교

Mavambo 26:4-5 살펴보기

3

Mavambo 26:22

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Isaki akazobvapo akandocherazve rimwe tsime. Ipapo havana kuzomboitirana nharo. Akabva aritumidza zita rokuti, “Ziendanakuenda,” vachiti, “Zvino Tenzi atipa nzvimbo huru kuti tigova vazhinji munyika ino.”

비교

Mavambo 26:22 살펴보기

4

Mavambo 26:2

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Tenzi akazviratidza kwaari akati, “Usadzike kuIjipiti, asi gara munyika yandichakuudza.

비교

Mavambo 26:2 살펴보기

5

Mavambo 26:25

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Isaki akavaka atari ipapo akanamata Tenzi ndokubva adzika tendhe yake ipapo. Varanda vake vakacherapo tsime.

비교

Mavambo 26:25 살펴보기

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트