YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Kubuda 6 - 인기 성경 구절

1

Kubuda 6:6

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Naizvozvo udza vaIsiraeri kuti, ‘Ini ndini Tenzi uye ndini ndichakusunungurai pajoko rinorema ramuri kutakudzwa navaIjipiti.’ Ndichakununurai muuranda ihwohwo. Ndichakudzikinurai nesimba rangu guru, ndichiranga vaIjipiti zvinorwadza.

비교

Kubuda 6:6 살펴보기

2

Kubuda 6:7

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Ndichakuitai vanhu vangu, ini ndichivawo Mwari wenyu. Kana ndakununurai muuranda muIjipiti, ndipo pamuchaziva kuti ndini Tenzi, Mwari wenyu.

비교

Kubuda 6:7 살펴보기

3

Kubuda 6:8-9

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Ndichakuunzai kunyika yandakatsidzira Abhurahamu naIsaki naJakobho ndichiti ndichazovapa, naizvozvo ndichakupai nyika iyoyo kuti ive nhaka yenyu. Ndini Tenzi.” Mosesi akandoudza vaIsiraeri saizvozvo, asi havana kumuteerera nokuti mwoyo yavo yakanga yasviba pamusana penhamo yavaioneswa muuranda.

비교

Kubuda 6:8-9 살펴보기

4

Kubuda 6:1

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Asi Tenzi akapindura Mosesi achiti, “Zvino chirega zvako uone zvandichaita kuna Farao iyeyu. Achavaburitsa aona simba roruoko rwangu. Pamusana pesimba rangu iroro achatoita zvokuvadzinga munyika yake.”

비교

Kubuda 6:1 살펴보기

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트