YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Kubuda 5 - 인기 성경 구절

1

Kubuda 5:1

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Mosesi naAroni vakazoenda kuna Farao vakapira nyaya yavo vachiti, “Zvanzi naTenzi, Mwari vavaIsiraeri, regai vanhu vangu vaende kurenje kundondiitira mabiko.”

비교

Kubuda 5:1 살펴보기

2

Kubuda 5:23

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Tarisai muone kubvira pamusi wandakaenda kuna Farao kundomuudza zvamakareva, Farao akabva atangawo kuitira vanhu venyu utsinye. Asi imi hamuna zvenyu kana kumbonunura vanhu venyu.”

비교

Kubuda 5:23 살펴보기

3

Kubuda 5:22

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Mosesi akaendazve kuna Tenzi akandoti, “Nhai Tenzi, ko makaitira vanhu venyu zvakaipa zvikadai nemhosva yeiko? Ko zvino makanditumireiko kuno?

비교

Kubuda 5:22 살펴보기

4

Kubuda 5:2

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Asi Farao akati, “Ko Tenzi iyeyo ndiani chaizvoizvo wandinganzi ini nditeerere, ndigorega vaIsiraeri vachienda? Tenzi wacho handimuzivi. Saka ini handibvumirewo vaIsiraeri kuenda.”

비교

Kubuda 5:2 살펴보기

5

Kubuda 5:8-9

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Asi mugwazo wezvidhina wavakatemerwa ngaurambe wakadaro, musautapudze kunyange napaduku pose. Vanhu ava itsimbe, ndokusaka vachichema vachiti, ‘Regai tiende kundopira Mwari wedu zvibayiro.’ Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.”

비교

Kubuda 5:8-9 살펴보기

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트