Logo YouVersion
BibPlan yoVideyo
Pran aplikasyon an
Seleksyone Lang
Chache Icon

Vèsè popilè nan Bib la ki soti nan Genesisi 27

1

Genesisi 27:28-29

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Mwari ngaakupe dova rokudenga noupfumi hwenyika, zviyo zvakawanda newaini itsva. Ndudzi ngadzikushumire uye marudzi akupfugamire. Uve ishe wehama dzako, uye vanakomana vamai vako vakupfugamire. Vaya vanokutuka ngavatukwe uye vaya vanokuropfadza ngavaropafadzwe.”

Konpare

Eksplore Genesisi 27:28-29

2

Genesisi 27:36

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Esau akati, “Haana kutumidzwa zita chairo here rokuti Jakobho? Akandinyengera kaviri kose: Akatora udangwe hwangu, uye zvino atora maropafadzo angu!” Ipapo akabvunza akati, “Ko, hamuna kundichengeterawo kana ropafadzo here?”

Konpare

Eksplore Genesisi 27:36

3

Genesisi 27:39-40

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Baba vake Isaka vakamupindura vakati, “Ugaro hwako huchava kure nepfuma yenyika, kure nedova rokudenga kumusoro. Iwe uchararama nomunondo uye uchashumira mununʼuna wako. Asi paunenge woshaya zororo uchabvisa joko rake kubva pamutsipa wako.”

Konpare

Eksplore Genesisi 27:39-40

4

Genesisi 27:38

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Esau akati kuna baba vake, “Munongova neropafadzo imwe chete here, baba vangu? Ndiropafadzeiwo, baba vangu!” Ipapo Esau akachema achiridza mhere.

Konpare

Eksplore Genesisi 27:38

Plan lekti ak devosyon gratis yo ki gen rapò ak Genesisi 27

Chapit Avan yo
Chapit suivan
YouVersion

Ankouraje ak defi pou w chèche entimite ak Bondye chak jou.

Ministè

Apwopo

Karyè yo

Volontè

Blòg

Peze

Lyen itil yo

Ed

Fè yon don

Vèsyon Bib yo

Odyo Bib yo

Diferan Lang yo nan Bib la

Vèsè Jodi a


Yon Ministè Digital nan

Life.Church
Kreyòl Ayisyen

©2026 Life.Church / YouVersion

Politik PriveTèm yo
Pwogram Divilgasyon Vilnerabilite
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest