1
Ekisodho 36:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
“Saka Bhezareri, Ohoriabhu uye nomunhu wose wounyanzvi apiwa unyanzvi naJehovha uye kugona kuziva maitirwo ebasa rokuvaka imba tsvene ngavaite basa sezvakarayirwa naJehovha.”
Σύγκριση
Διαβάστε Ekisodho 36:1
2
Ekisodho 36:3
Vakagamuchira kubva kuna Mozisi zvipo zvose zvakanga zvauya navaIsraeri kuti zvishandiswe pabasa rokuvaka imba tsvene. Uye vanhu vakaramba vachiuyisa zvipo zvokupa nokuzvisarudzira mangwanani oga oga.
Διαβάστε Ekisodho 36:3