Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi
MaitiroChikamu
Zvinonzi maitiro ndiwo zvose.Hausi iwe unotonga zvinoitika kwauri nguva dzose,asi unogara uine kutonga kwekuti iwe unopindura sei.Maitiro ako ndiwo ega aunokwanisa kutonga nguva yese-yese zvayo.Bhaibheri rinoshandisa izwi rokuti pfungwa kurondedzera maitiro ako pane zvatinowanzo shandisa izwi remaitiro.Chero nzira,zvaunofunga kuti zviri mukuita uye izvi zviitio zvinokonzera tsika yakaipa.Tsika dzako dzinokudza hunhu uye hunhu hunokudza ramangwana rako.Zvose zvinotanga nemaitiro ako nemupfungwa dzako.Bhaibheri rinoti kudii nemaitiro ako?
About this Plan
Kuve nemaitiro akafanira pane zvose zvinogona kuuya nekakunetsa.Chirongwa ichi chemazuva manomwe chichakupakurira kuti Bhaibheri rinoona sei nyaya iyi,nechikamu chipfupi chekuverenga pazuva.Verenga chikamu,nyatsotora ngu...
More
Tinoda kutenda Life.Church nekutiunzira hurongwa uhwu. Kuti muzive zvakawanda, tapota shanyirai: www.life.church.