1
Mavambo 25:23
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Tenzi akamuti, “Munhumbu mako mune ndudzi mbiri dzavanhu. Uchasununguka ndudzi dzavanhu mbiri dzichagara dzakamukirana. Rumwe rwacho ruchange rune simba kupfuura rumwe. Mukoma achashandira munun'una.”
So sánh
Khám phá Mavambo 25:23
2
Mavambo 25:30
Esau akati kuna Jakobho, “Dondipawo zvawabika zvakatsvukirira izvo ndidye nokuti ndaziya nenzara!” (Ndosaka akatumidzwa zita rokuti Edhomu).
Khám phá Mavambo 25:30
3
Mavambo 25:21
Isaki akanamata kuna Tenzi achikumbirira mudzimai wake Ribheka nokuti akanga asina mbereko. Tenzi akanzwa chichemo chake, ndokubva mudzimai wake Ribheka ava napamuviri.
Khám phá Mavambo 25:21
4
Mavambo 25:32-33
Esau ndokuti, “Ini ndava kufa nenzara kudai, ko udangwe hungandibatsirei?” Jakobho akati, “Tanga wapika izvozvo kwandiri nhasi uno. Naizvozvo Esau akapika akabva atengesera Jakobho udangwe hwake.
Khám phá Mavambo 25:32-33
5
Mavambo 25:26
Ndokuzobudawo munun'una wake akabata chitsitsinho chaEsau, naizvozvo akatumidzwa zita rokuti Jakobho. Isaki akanga ava namakore makumi matanhatu paakabereka vana ivava.
Khám phá Mavambo 25:26
6
Mavambo 25:28
Isaki aida Esau nokuti aimuvhimira nyama, asi Ribheka aida Jakobho.
Khám phá Mavambo 25:28