YouVersion Logo
بائبلمطالعاتی منصوبہVideos
اپلی کیشن حاصل کریں
زبان کا انتخاب کنندہ
تلاش

Mateo 8 سے مشہور بائبلی آیات

1

Mateo 8:26

KoreKore Bible Translation

KBT

Iye adoti kwavari, “Munochireiko imi vokutenda kudiki?” Ipopo adosumuka ndokudzuma duthu nomapfeni yogungwa, ndokubva zvarosa nokudekhara.

موازنہ

تلاش Mateo 8:26

2

Mateo 8:8

KoreKore Bible Translation

KBT

Asi mukuru wozana romauto adomupindura achiti, “Ishe, ndinokodzeraba kuti muuye mumba mangu. Asi ndonyairai shoko basi, muranda wangu anopora.

موازنہ

تلاش Mateo 8:8

3

Mateo 8:10

KoreKore Bible Translation

KBT

Jesu paadomunzva, adoshamisika ndokuti kuno vanhu vaimutevera, “Chokwadi ndinoti kwamuri, handinai kuona kutenda kudodai kunyange pakati povaIzirairi.

موازنہ

تلاش Mateo 8:10

4

Mateo 8:13

KoreKore Bible Translation

KBT

Kumukuru wozana Jesu adoti, “Enda mbazviitike kwauri sekutenda kwawaita.” Muranda wache achibva waporerafuti pakarepo.

موازنہ

تلاش Mateo 8:13

5

Mateo 8:27

KoreKore Bible Translation

KBT

Varume vadoshamisika. Ndokunyairirana vachiti, “Anga munhu wakareyu mbani? Anototetekehwa noduthu nogungwa!”

موازنہ

تلاش Mateo 8:27

اس Mateo 8 کے مطابق مفت مطالعاتی منصوبے اور عقیدت بھرے پیغام

پچھلا باب
اگلا باب
YouVersion

آپ کو ہر روز خدا کے ساتھ قربت حاصل کرنے کی ترغیب دینا اور چیلنج کرنا۔.

خدمت

بارے میں

آسامیاں

رضاکار

Blog

Press

Useful Links

مدد

ہدیہ دیں

بائبل ورژن

Audio Bibles

بائبل کی زبانیں

آج کی آیت


کی ایک ڈیجیٹل خدمت

Life.Church
اردو

©2026 Life.Church / YouVersion

Privacy Policyشرائط
حساس کا انکشاف کرنے والا عمل
FacebookTwitterInstagramیوٹیوبپنٹیرسٹ