1
Zekaria 6:12
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Muudze kuti zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: ‘Houno murume anonzi Davi, achakura panzvimbo yake uye achavaka temberi yaJehovha.
موازنہ
تلاش Zekaria 6:12
2
Zekaria 6:13
Ndiye achavaka temberi yaJehovha, uye achapfekedzwa ukuru agogara achitonga pachigaro chake. Uye achava muprista pachigaro chake. Uye pachava norugare pakati pezviviri izvi.’
تلاش Zekaria 6:13