YouVersion Logo
بائبلمطالعاتی منصوبہVideos
اپلی کیشن حاصل کریں
زبان کا انتخاب کنندہ
تلاش

Mako 7 سے مشہور بائبلی آیات

1

Mako 7:21-23

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Nokuti kubva mukati, kubva mumwoyo yavanhu ndimo munobuda mirangariro yakaipa, upombwe, kuba, kuuraya, ufeve, ruchiva, nouipi, kunyengera, utere, godo, kureva, manyawi noupenzi. Zvakaipa izvozvi zvose zvinobuda kubva mukati uye ‘zvinosvibisa munhu.’ ”

موازنہ

تلاش Mako 7:21-23

2

Mako 7:15

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Hakuna chinhu chinobva kunze ‘chinosvibisa’ munhu nokupinda maari. Asi icho chinobuda mumunhu ndicho chinoita kuti ‘asvibe.’

موازنہ

تلاش Mako 7:15

3

Mako 7:6

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Akapindura akati, “Isaya akataura zvakanaka paakaprofita pamusoro penyu imi vanyengeri; sezvazvakanyorwa zvichinzi: “ ‘Vanhu ava vanondikudza nemiromo yavo, asi mwoyo yavo iri kure neni.

موازنہ

تلاش Mako 7:6

4

Mako 7:7

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Vanondinamata pasina; dzidziso dzavo dzinongova mirayiro inodzidziswa navanhu.’

موازنہ

تلاش Mako 7:7

5

Mako 7:8

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Makasiya mirayiro yaMwari mukachengetedza tsika dzavanhu.”

موازنہ

تلاش Mako 7:8

اس Mako 7 کے مطابق مفت مطالعاتی منصوبے اور عقیدت بھرے پیغام

پچھلا باب
اگلا باب
YouVersion

آپ کو ہر روز خدا کے ساتھ قربت حاصل کرنے کی ترغیب دینا اور چیلنج کرنا۔.

خدمت

بارے میں

آسامیاں

رضاکار

Blog

Press

Useful Links

مدد

ہدیہ دیں

بائبل ورژن

Audio Bibles

بائبل کی زبانیں

آج کی آیت


کی ایک ڈیجیٹل خدمت

Life.Church
اردو

©2026 Life.Church / YouVersion

Privacy Policyشرائط
حساس کا انکشاف کرنے والا عمل
FacebookTwitterInstagramیوٹیوبپنٹیرسٹ