1
Ruka 11:13
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Zvino kana imi, kunyange makaipa zvenyu, muchiziva kupa zvipo zvakanaka kuvana venyu, Baba venyu vari kudenga vachapa zvikuru sei Mweya Mutsvene kuna vanomukumbira!”
موازنہ
تلاش Ruka 11:13
2
Ruka 11:9
“Saka ndinoti kwamuri: Kumbirai, muchapiwa, tsvakai, muchawana; gogodzai, muchazarurirwa mukova.
تلاش Ruka 11:9
3
Ruka 11:10
Nokuti ani naani anokumbira achapiwa; anotsvaka achawana; anogogodza, achazarurirwa mukova.
تلاش Ruka 11:10
4
Ruka 11:2
Iye akati kwavari, “Kana muchinyengetera, muti: “ ‘Baba vedu vari kudenga, zita renyu ngarikudzwe noutsvene. Umambo hwenyu ngahuuye. Kuda kwenyu ngakuitwe panyika sezvinoitwa kudenga.
تلاش Ruka 11:2
5
Ruka 11:4
Uye mutiregerere zvivi zvedu; nokuti nesuwo tinoregerera vose vanotitadzira. Musatitungamirira mukuedzwa; uye mutinunure pane zvakaipa.’ ”
تلاش Ruka 11:4
6
Ruka 11:3
Tipei zuva nezuva chingwa chedu chamazuva namazuva.
تلاش Ruka 11:3
7
Ruka 11:34
Ziso rako ndiwo mwenje womuviri wako. Kana meso ako akanaka, muviri wako wosewo uzere nechiedza. Asi kana akaipa, muviri wakowo uzere nerima.
تلاش Ruka 11:34
8
Ruka 11:33
“Hakuna munhu anotungidza mwenje agouisa panzvimbo yakavanda, kana pasi pedengu. Asi anouisa pachigadziko, kuitira kuti vose vanopinda mumba vaone chiedza.
تلاش Ruka 11:33