1
Kuungudza kwaJeremia 3:22-23
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Nokuda kwerudo rukuru rwaJehovha, hatina kuparadzwa, nokuti tsitsi dzake hadzitongoperi. Itsva mangwanani oga oga, kutendeka kwenyu kukuru.
موازنہ
تلاش Kuungudza kwaJeremia 3:22-23
2
Kuungudza kwaJeremia 3:24
Ndinoti kumwoyo wangu, “Jehovha ndiye mugove wangu; naizvozvo ndichamumirira.”
تلاش Kuungudza kwaJeremia 3:24
3
Kuungudza kwaJeremia 3:25
Jehovha akanaka kuna avo vanovimba naye, kumunhu anomutsvaka
تلاش Kuungudza kwaJeremia 3:25
4
Kuungudza kwaJeremia 3:40
Ngatinzverei nzira dzedu uye ngatidziedzei, uyewo ngatidzokerei kuna Jehovha.
تلاش Kuungudza kwaJeremia 3:40
5
Kuungudza kwaJeremia 3:57
Makaswedera pedyo pandakakudanai, mukati, “Usatya.”
تلاش Kuungudza kwaJeremia 3:57