1
Kuungudza kwaJeremia 1:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Ko, muguta zvamusisina vanhu, iro rakanga rizere navanhu! Zvarangova sechirikadzi, iro rakanga riri guru pakati pendudzi! Iro rakanga riri mambokadzi pakati penyika, zvino rava nhapwa.
موازنہ
تلاش Kuungudza kwaJeremia 1:1
2
Kuungudza kwaJeremia 1:2
Rinochema zvikuru usiku, misodzi iri pamatama aro. Pakati pavadiwa varo vose hakuna anorivaraidza. Shamwari dzaro dzose dzarimukira; dzava vavengi varo.
تلاش Kuungudza kwaJeremia 1:2
3
Kuungudza kwaJeremia 1:20
“Tarirai, imi Jehovha kutambudzika kwangu! Ndiri kurwadziwa mukati mangu, uye ndakakanganisika mumwoyo mangu, nokuti ndakakumukirai zvikuru. Kunze, munondo unondiurayira hama; mukati, munongova norufu.
تلاش Kuungudza kwaJeremia 1:20