1
Ezekieri 44:30
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Zvakanakisisa, zvezvibereko zvenyu zvokutanga nezvipo zvenyu zvose zvakatsaurwa zvichava zvavaprista. Munofanira kuvapa mugove wokutanga woupfu hwakakuyiwa kuitira kuti makomborero agogara paimba yenyu.
موازنہ
تلاش Ezekieri 44:30