1
Ezekieri 43:4-5
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Kubwinya kwaJehovha kwakapinda mutemberi napasuo rakanangana nokumabvazuva. Ipapo mweya wakandisimudza ukandiisa muruvazhe rwomukati, uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza temberi.
موازنہ
تلاش Ezekieri 43:4-5