YouVersion Logo
بائبلمطالعاتی منصوبہVideos
اپلی کیشن حاصل کریں
زبان کا انتخاب کنندہ
تلاش

Dhanieri 1 سے مشہور بائبلی آیات

1

Dhanieri 1:8

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Asi Dhanieri akazvisunga mumwoyo make kuti arege kuzvisvibisa nezvokudya zvamambo newaini yake, uye akakumbira mukuru wamachinda mvumo yokuti arege kuzvisvibisa nenzira iyi.

موازنہ

تلاش Dhanieri 1:8

2

Dhanieri 1:17

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Mwari akapa majaya mana aya ruzivo nokunzwisisa kwemhando dzose dzamagwaro nedzidzo. Uye Dhanieri ainzwisisa zviratidzo nezviroto zvemhando dzose.

موازنہ

تلاش Dhanieri 1:17

3

Dhanieri 1:9

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Zvino Mwari akanga aita kuti muchinda aitire Dhanieri nyasha nengoni

موازنہ

تلاش Dhanieri 1:9

4

Dhanieri 1:20

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Pazvinhu zvose zvouchenjeri nokunzwisisa pamusoro pezvose zvaibvunzwa namambo, akavawana vachipfuura kagumi nʼanga dzose navanhu vose muumambo hwose.

موازنہ

تلاش Dhanieri 1:20

پچھلا باب
اگلا باب
YouVersion

آپ کو ہر روز خدا کے ساتھ قربت حاصل کرنے کی ترغیب دینا اور چیلنج کرنا۔.

خدمت

بارے میں

آسامیاں

رضاکار

Blog

Press

Useful Links

مدد

ہدیہ دیں

بائبل ورژن

Audio Bibles

بائبل کی زبانیں

آج کی آیت


کی ایک ڈیجیٹل خدمت

Life.Church
اردو

©2026 Life.Church / YouVersion

Privacy Policyشرائط
حساس کا انکشاف کرنے والا عمل
FacebookTwitterInstagramیوٹیوبپنٹیرسٹ