1
Mavambo 43:23
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Mutariri uyu ndokuti, “Regai zvenyu kutambudzika. Musatye zvenyu. Mwari wenyu, iye Mwari wababa wenyu, ndiye chete akakuisirai mari mutsapo dzenyu. Mari yenyu ndini ndakanga ndaigamuchira.” Ipapo akabva avaunzira Simeoni.
موازنہ
تلاش Mavambo 43:23
2
Mavambo 43:30
Pakarepo Josefi akanzwa mwoyo wake kurwadza pamusoro pomunun'una wake, akabva akurumidza kupinda mumba yomukati kundosvimha misodziari imomo.
تلاش Mavambo 43:30