YouVersion Logo
بائبلمطالعاتی منصوبہVideos
اپلی کیشن حاصل کریں
زبان کا انتخاب کنندہ
تلاش

Kubuda 31 سے مشہور بائبلی آیات

1

Kubuda 31:2-5

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

“Chionaka ndasarudza ndikadomawo nezita Bhezarieri mwanakomana waUri, muzukuru waHuri, wedzinza rokwaJudha, ndikamuzadza nomweya waMwari. Ndamupa kunzwisisa uye njere kuti agone kuita mabasa ose oumhizha anoti, kufanotara mifananidzo yezvinhu zvingade kuzopfurwa zvendarama nezvesirivha nezvendarira nokuveza tumabwe tunokosha twokuisa pazvinhu nokuvezawo miti nokuita mamwewo mabasa oumhizha.

موازنہ

تلاش Kubuda 31:2-5

2

Kubuda 31:13

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

“Iwe taurira vaIsiraeri uchiti, ‘Chengetai maSabata angu nokuti ndiwo mucherechedzo wangu nemi uchagara uripo pazvizvarwa zvenyu zvose, wokuratidza kuti ini Tenzi ndini ndakakusarudzai kuti muve vanhu vangu vatsvene.’

موازنہ

تلاش Kubuda 31:13

3

Kubuda 31:17

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Iwoyo mucherechedzo wechitenderano changu navaIsiraeri narini wose wokuti ini Tenzi ndakasika denga napasi pamazuva matanhatu, pazuva rechinomwe ndikarega kuita basa ndikafurwa zvangu nemhepo.”

موازنہ

تلاش Kubuda 31:17

اس Kubuda 31 کے مطابق مفت مطالعاتی منصوبے اور عقیدت بھرے پیغام

پچھلا باب
اگلا باب
YouVersion

آپ کو ہر روز خدا کے ساتھ قربت حاصل کرنے کی ترغیب دینا اور چیلنج کرنا۔.

خدمت

بارے میں

آسامیاں

رضاکار

Blog

Press

Useful Links

مدد

ہدیہ دیں

بائبل ورژن

Audio Bibles

بائبل کی زبانیں

آج کی آیت


کی ایک ڈیجیٹل خدمت

Life.Church
اردو

©2026 Life.Church / YouVersion

Privacy Policyشرائط
حساس کا انکشاف کرنے والا عمل
FacebookTwitterInstagramیوٹیوبپنٹیرسٹ