1
Kubuda 24:17-18
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakanga kwakaita somoto wairirima pamusoro pegomo pakuona kwavaIsiraeri. Mosesi akapinda mugore muya, akakwira mugomo. Akagaramo siku nesikati, kwamazuva makumi mana.
موازنہ
تلاش Kubuda 24:17-18
2
Kubuda 24:16
Kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakauya pagomo reSinai, gore rikafukidza gomo iroro kwamazuva matanhatu. Pazuva rechinomwe, iye ari mukati megore akadaidzira kuna Mosesi.
تلاش Kubuda 24:16
3
Kubuda 24:12
Tenzi akati kuna Mosesi, “Kwira mugomo muno mandiri umbogaramo, ndizokupa mafendefa maviri amabwe ane mitemo nemirao yandakanyorera kudzidzisa vaIsiraeri.”
تلاش Kubuda 24:12