1
Amosi 6:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Mune nhamo imi makavarairwa muZioni, nemi munofunga kuti mugere pakasimba paGomo reSamaria, imi varume vanozivikanwa vorudzi rukuru, kunoenda vanhu veIsraeri!
Karşılaştır
Amosi 6:1 keşfedin
2
Amosi 6:6
Munonwa waini yakawanda, muchizora mafuta akaisvonaka, asi hamuchemi nokuda kwamatongo aJosefa.
Amosi 6:6 keşfedin