1
Maraki 4:5-6
Shona BIBLE
SUB
“Tarirai, ndichakutumirai muporofita Eriya, zuva iro guru raJehovha, rinotyisa, risati rasvika. Iye achadzorera mwoyo yamadzibaba kuvana, nemwoyo yavana kuna madzibaba avo, kuti ndirege kuuya ndirove nyika nokutuka.”
เปรียบเทียบ
สำรวจ Maraki 4:5-6
2
Maraki 4:1
“Nokuti tarirai, zuva rinouya; rinopisa sechoto; ipapo vose vanozvikudza, navose vanoita zvakaipa, vachava samashanga; zuva rinouya, richavapisa, rikasavasiyira mudzi kana davi ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
สำรวจ Maraki 4:1