1
Genesi 18:14
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Kune chinhu chingakunda Jehovha here? Nguva ino, gore rapfuura, ndichadzokera kwauri; Sara achava nomwanakomana.”
సరిపోల్చండి
Genesi 18:14 ని అన్వేషించండి
2
Genesi 18:12
Sara akaseka mumwoyo make akati, “Ini ndingazvifarira here zvandachembera, naiye tenzi wangu akwegurawo?”
Genesi 18:12 ని అన్వేషించండి
3
Genesi 18:18
Abhurahamu zvaachava rudzi rukuru rune simba, nendudzi dzose dzenyika dzicharopafadzwa maari?
Genesi 18:18 ని అన్వేషించండి
4
Genesi 18:23-24
Zvino Abhurahamu wakaswedera, akati, “Muchaparadza vakarurama pamwechete navakaipa here? Zvimwe vangavapo vakarurama vana makumi mashanu muguta; muchaparadza nzvimbo iyo, mukasainzwira tsitsi nokuda kwavakarurama vana makumi mashanu varimo here?
Genesi 18:23-24 ని అన్వేషించండి
5
Genesi 18:26
Ipapo Jehovha akati, “Kana ndikawana muSodhomu vakarurama vana makumi mashanu mukati meguta, ndichanzwira nzvimbo yose tsitsi nokuda kwavo.”
Genesi 18:26 ని అన్వేషించండి