Ndakachema kuna Jehovha akandipindura; akandisunungura pakutya kwangu kwose. Vanotarira kwaari vanopenya; zviso zvavo hazvingambofukidzwi nenyadzi.
Mapisarema 34:4-5
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo