acharopafadza vanotya Jehovha, vaduku navakuru zvakafanana. Jehovha ngaakuwanzei, mose iwe navana vako. Jehovha ngaakuropafadze, iye muiti wedenga napasi. Kudenga denga kumusoro ndokwaJehovha, asi nyika akaipa kuvanhu.
Mapisarema 115:13-16
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo