Ani naani anofarira kuzvirovedza anoda zivo, asi uyo anovenga kudzorwa ibenzi. Munhu akanaka anowana nyasha kubva kuna Jehovha, asi Jehovha anotuka munhu ane mano akaipa.
Zvirevo 12:1-2
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo