“Vakaropafadzwa varombo pamweya, nokuti umambo hwokudenga ndohwavo. Vakaropafadzwa vanochema nokuti vachanyaradzwa. Vakaropafadzwa vanyoro nokuti vachagara nhaka yenyika.
Mateo 5:3-5
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo