Kubva panguva yechitanhatu kusvika panguva yepfumbamwe rima rakavapo panyika yose. Nenguva inenge yepfumbamwe, Jesu akadanidzira nenzwi guru achiti, “Eroi, Eroi, rama sabhakitani?” zvichireva kuti, “Mwari wangu! Mwari wangu, mandisiyireiko?”
Mateo 27:45-46
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo